Magaro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo chezvipenyu magaro inhengo yomuviri iri seri kwehudyu panosangana makumbo nemutumbi wemunhu. Magaro anodanwa zvakare nezita rokuti matako. Magaro ndiwo anotakura huremu hwemunhu kana akagara pasi.

Kune mamwe marudzi magaro anoonekwa sechishongo chinoyevedza pamunhukadzi. Vamwewo vanoti kana voranga mwana vanorova magaro.

Mhasuru dziri panosangana magaro nechidya inonzi many'a