Kuronga (planning) zvinoreva mabasa anoitwa ekubvunza nokunyora pasi zvinodiwa kuti chiitiko chiri mberi chinge chichibudirira.