Kugunzva
From Wikipedia
Kugunzva (sense of touch) zvinoreva chiitiko chokuti munhu akagumhana nechinhu. Izvi zvinosanganisira kunozivawo kuti chinhu icho agumhana nacho: chinopisa kana kutonhora, chakapfava kana chikukutu, chakakwenenzwerwa kana kuti chinomara. Nhengo dzose dzemuviri dzinoziva kugunzviwa.