Kubatikana
Shoko rokuti kubatikana (busy, engaged, employed) rinoreva kuti munhu ane zvaari kuita panguva iyoyo zvinomutadzisa kuenda kune zvimwe zvaangadaidzirwa panguva iyoyo.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Ndakabatikana handikwanise kuuya kumutambo.