Dodoramhenyu

From Wikipedia
(Redirected from Ketaupenyu)
Jump to: navigation, search

Zita rokuti Dodoramhenyu (Biology) riri kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira: mhuka; muchero; hove; shiri; tupuka zvichingodaro. Zita iri rinonongedza kuti chidzidzo ichi chinotaura pamusoro pezvinhu zvinorarama zvine hupenyu - tichiturikira kuEnglish pari kunzi "study of living things".

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Shoko rokuti dodorodza (narrate, relate or explain fully) rinoreva kudonongora zvose zvinozivikanwa maererano nemusoro wenyaya iri mudariro. Apa ndipo pabva chivakamberi chokuti dodora-. Chivakamberi ichi chiri kushandiswa kuturikira chivakashure cheEnglish chinoti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science".

  • Nyatsonditi dodoro nyaya iyi: explain this matter , to me fully.
  • Dodorora dzinza rako: give a narration of your whole family tree.
  • Munhu angadodorodze zvaMwari here: can a man explain God?

[chinja | edit source]