Hweru
From Wikipedia
Hweru (Aardvark or antbear in English) imhuka yemusango ine muromo murefu neganda rinenge renguruve inochera zimwena zihombe pasi. Hweru kana kuti Hwiribidi inowanikwa muAfrica chete.
[chinja] Tsika
Munguva yehondo yerusununguko kune muimbi akaimba rwiyo rwaikurudzira varwi verusununguko rwainzi, "Hwiribidi famba nepasi, nyika dzekwedu inyika dzemvura".