Hutong'o
Hutong'o kana chiunwa (toughness) zvinoreva kusimba kwechinhu kwekusada kutatamuka zvakaita serunda kana richifananidzwa nemunyepfu wenyama.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Nyama yedore remombe ine chiunwa saka inofanirwa kubikwa kwenguva yakareba kuti inatse kuibva.