Husimbe

Kubva Wikipedia

Husimbe (kureva laziness) zvinotaura munhu asingadi kuita basa, anovenga basa. Vamwe vatauri vanoti hunyope, nungo kana kuti makato.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ane nungo dzokuda kutokwenyewa.
  • Bhaibheri rinotaura kuna vaThesaronika weChipiri kuti "Asingadi kushanda ngaasadya".

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kukudza uchipa kunobereka simbe. To bring up children by spoon-feeding will breed lazy ones.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Barotse vanoti mbowa (fig. a lazy person) kureva nyope. Lugwere vanoti kugodobala (v. be paralysed). Fananidzai nokuti nungo dzinomukodoba.
  • MaZulu vanoti isidenge (Lazy person without energy) vachireva munhu ane husimbe. MaZulu] vanoti ubudenge (n. Laziness, lack of energy) vachireva husimbe.
  • VaZigula vanoti kuzembeka (be lazy; get lazy) kureva kuva nehunyope. Barotse vanoti kuzembesa (make lazy or idle) kuitisa nungo.
  • Djimini vanoti tɛndɛndɛ ( adj. completely inert). Bor inoti nyobo (n. laziness) kureva hunyope.