Hurukuro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Hurukuro (discussion) zvinoreva kutaurirana pakati pevanhu vaviri kana vanodarika vaviri. Kazhinji vanhu vari kuita hurukuro vanenge vachitaurirana mune zvakanaka pasina kupopotedzana. Hurukuro ingava yokutaurawo zvako pasina chinoda kugadziriswa asi inokwanisa kuvawo yokuita kuti zvinhu zvigadziriswe pakati pevanhu.