Hotakota
From Wikipedia
Hotakota mumwe wemisambo paBonde unoitwa murume nemudzimai vakatarira divi rimwe.
- Nemusambo wehotakota mudzimai anenge akakotama akabata chigaro kana mubhedha.
- Murume anouya nekumashure vopindana zvakadaro. Mudzimai anofanirwa kunga kabata pane chinhu chakasimba nokuti simba remurume remurume rinokwanisa kuwanda.
Nyaya huru iri pakuti vaviri vakaroorana vasununguke kufadzana nenzira dzose dzavenenge vawirirana. Kune vamwe musambo uyu ungaita semusikanzwa; asi iko kamusikanzwa ndiko kanonakidza pfungwa nenyama mumba mevaviri.