Hondo yePasirose yeChiposhi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Hondo yePasirose yeChiposhi (HP1), World War One (WW1) ihondo yakarwiwa neruzhinji rwenyika Pasirose yakawandira mudunhu reEurope kutanga musi wa 28 July 1914 kusvika 11 November 1918.