Hanoi

Kubva Wikipedia
Hanoi pakunyura pezuva
Hanoi manheru

Hanoi (Chivhiyetinamu: Hà Nội; "guta pakati penzizi") iguta guru reVhiyetinamu rine huwandu hwe vanhu unodarika 3 miriyoni.