Haka
From Wikipedia
Haka (pangolin in English) imhuka yemusango ine makwati nemuskwe murefu une makwati zvakare. Mhuka iyi hainyanye kuonekwa; kare vainge vaiona vaitora vachindopa kuna mambo. Mumakore ekutonga kwaPresident Robert Gabriel Mugabe varipo vamwe vakawana haka vakaisvitsa kumutungamiti uyu.