Goko

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Goko (crust, outer layer) zvinoreva gwati kana rukanda rwokunze pamuchero, chingwa kana goko rinosara mupoto kana sadza ratsvirira.