Ganda

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Ganda (Race in English) zvinotaura boka revanhu vane:

  • Ruvara rweganda rwakada kufanana.
  • Tsika nemagariro zvinoda kufanana.
  • Vane madzitateguru vakabva kudunhu rimwe kana matunhu ari pedyo napedyo.


Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Zita iri rokuti ganda ratorwa richibva pashoko rokuti Rusarura Ganda (Racism) kunova kusarurana kunoita vanhu zvichienderana nokuti mumwe ane ganda rakaita sei - Black, Brown, White, Beige, Yellow zvichongodaro.

Mapoka eGanda anonyanya kutaurwa ndeanotevera:

African - Vanhu Vatema

Arab - vakagara kuMiddle East neNorth Africa.

White - Varungu

Indian

Asian

Latino

Native American