Chitupa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Tarjeta de identidad Colombiana.jpg

Chitupa (Photo Identity Card) chinyorwa chine mufananidzo wemwene wacho chinoshandiswa kuzivisa kuti munhu anonzi ani. Chitupa chinoshandiswa pakuvhota uye kubhanga sefakazi yokuti munhu ari kuita chito ndiye chaiye muridzi wezita iroro.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro