Chitima

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
SAR Class 6E1 Series 8 E1973.JPG

Chitima (Train in English) ingoro ine injini inofamba panjanji dzakagadzirwa nesimbi. Injini ndiyo ine simba rokusairira chitima kuti chifambe; iyo injini inenge ichisairira ngoro dzinotakura vanhu kana nhumbi. Kune mhando dzezvitima zvinoshanda nediesel, coal, uye magetsi.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro