Chipari sezita

Kubva Wikipedia

Chipari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Chipari; Vinas Chipari; Selina Chipari; Nyasha Chipari.
  • Mazwi ari pedyo: Chipari.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Kwanyama inoti mbali (n. Two) kureva mbiri. Herero vanoti vari, mbari, tuvari (n. two) kureva mbiri.
  • Luwanga inoti imbalikha (polygamy; jealously) kureva barika. Lubukusu inoti eembalikha kureva barika.
  • Teke-Tege inoti kapàrì (n. part, partition) kureva chikamu. Gyeli inoti baala (repeat) - fananidzai nokuti barika?
  • Lenje inoti mupali (n. 2nd or 3rd wife in polygamy), mukadzi wepiri kana wetatu pachipari.