Chidavado

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chidavado (decorations, display of artistic talent, Embellishment) zvinoreva zvishongo zvakanyorwa kana zvakarukwa zvinoitisa kuti chiro chitaridze kunaka kana kururama.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Masvingo eZimbabwe ane zvidavado zvemabwe kumusoro kwawo.
  • Raviro inyanzvi pakuita zvinyorwa zvezvidavado: Raviro is skilled at doing artistic drawings.
  • Rudado anodavadisa hari: Rudado decorates clay pots.
  • Pamadziro pakadavadwa: the walls have been decorated.