Chaparira sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChaparira)

Chaparira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Zorodzai Chaparira; Muchaneta Chaparira; Nixon Chaparira; Nyaradzo Chaparira.
  • Kuparira (to incite; bring another into).
  • Kuparira (to sharpen or scrape off a stick).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti upalila, -palila kana mapali (to hope, rely upon, trust, hope, expectation) kureva kuvimba kana tariro.
  • VaMambwe vanoti upalila, umukutwi kana upuli (n. deafness) kureva umatsi. VaMambwe vanoti -palila matwi (to turn a deaf ear, to sham deafness) kureva kuramba kuteera kana kunyepera umatsi.
  • VaChewa vanoti kupala kana kupalila (to choose out, seek, select).
  • MaZulu vanoti phala (Run fast, gallop) vachireva bara rekumhanya.