Chabvonga sezita
Chabvonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chabvonga (n. That which mixes up gatherings or things).
- Kubvonga (v. Make dirty; pollute).
- Kubvongodza (v. To disturb water, making it dirty by bringing up sediments).
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Hapasati pawanikwa mazwi eBantu anotodzana nokuti chabvonga.