Bundutso

Kubva Wikipedia

Bundutso (a benefit, a development, a gain) izwi rinodudza kuti zvinhu zvapfuurira kuenda pari nani, kana kuti zvabuditsa zvibereko zvakatarisirwa.

Tiine murangariro mumwe chete, mabasa ebudiriro anokwanisawo kunzi mabasa ebundutso kana mabasa ane bundutso.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNyungwe vanoti -pfundira (n. bud). Mamwe mazwi: -pfundizira (n. wrap up) kureva kuputira.
  • Kikongo vanoti bundu (n. bud, fruit) kureva bukira kana muchero. Kimbundu vanoti bundu (fruit) kureva muchero.
  • VaKongo vanoti bundula (v. open, unfold, unwrap). Mamwe mazwi: bunduka (v.i. to develop, unfurl, unfold, be open - of the mouth).
  • VaKongo vanoti bunda (1. enshroud, wrap; 2. to combine, put together).
  • Ikizu vanoti -pundurira (accomplish one's goal) kureva kuwana bundutso pazvinangwa.
  • Shimakonde inoti kupunda (v. to surpass; exceed; surpass). Mamwe mazwi: kupundanyanga (excess; surplus; glut).