Bonyora

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Bonyora chiitiko chinoitwa nemunhurume kana munhukadzi anenge abatwa nehavi, vamwe vanoti abatwa ne hosha kana zemo.Munhu anotambisa nhengo dzake dzezasi achiedzesera zvinoitika pabonde uye achifunga mundangariro dzake kuti ari kusvira kana kuti kusvirwa nemunhu waanoda. Anoramba achidaro kusvika asvika pakutunda; kuvarume zvinoreva kubudisa uronyo. Kuita bonyora kunonzi kuchaya bonyora, uye vamwe vanoti bonyora haridiwi mubhaibheri.

Bonyo Mhonyo Bvonyo Kuveza Kutamba gorofu