Svetuka kuchirochemo

Binga

Kubva Wikipedia
  • Binga (type of snake)
  • Binga (District in Zimbabwe)
  • Binga (1. Tree with dense foliage. 2. Kloof with water and tree ferns - a kloof is a ravine or gorge).
  • Binga (Fault, cause for blame). Nhasi ndabinga nokudya natezvara: today I put myself in the wrong by eating with my father-in-law. Usawane nechaungabingiswe nacho: do not do anything for which you can be shown to be at fault.
  • Binga kana mapinga pahuwandu (Chief's enclosure in own village). Mubinga (Chief or King's messenger) apa kureva nhume yamambo.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.