Bhodhi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mukadzi akapfeka bhodhi chena

Bhodhi (Bra in English) chipfeko chemukati chevakadzi chinovhara mazamu chichimabata kuti arambe akakwirira. Bhodhi ine kapu mbiri imwe ichivhara zamu rimwe. Kapu idzi dzinobatanidzwa netambo dzinotenderera seri komusana dzimwe napamusoro pemapendekete zvichiita kuti bhodhi idonha.