Bape

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Bepe resimbi richikombamiswa pamuchina

Bape (Flat sheet of any material) zvinoreva chero chinhu chakatetepa chakapambira segwati. Bepe ringava resimbi kana bape remukanyiwa wechingwa.

Shoko rokuti bape rakakosha pakutsanangura zvinhu zvizhinji zvatinosangana nazvo zvinosanganisira marata, mapepa, zvichingodaro.

Vamwe vatauri vanoti bepe

  • Chuma chimotungwa, mapape okusungwa tsungare navakadzi - apa kureva "beads are sewn on to cloth to be worn by women as a band round the head".