Zviya
Izwi rokuti zviya (those things; by the way) rinodudza zvinhu zvambenge zvataurwa munyaya yapfuura.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Riya (that) chirevamwene chinodudza chinhu chambenge chichitaurwa nezvacho kana chakataurwa nezvacho..
- Chiya
- Zviya
- Vaya
- Paya
- Tuya
- Kuya
- Uya