Zvita sezita
Mataridziko
Zvita izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kate Zvita; Zvita Mutambirwa; James Zvita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti ovita (n. war) kureva hondo.