Zowa

Kubva Wikipedia

Zowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kumbirai Zowa; Tendai Zowa; Dennis Zowa.
  • Kune maruwa anonzi Zowa kwaZvimba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kikongo vanoti ezowa kana ezenga (fool; dull, miserable or stupid person) vachireva dzenga.
  • Kikongo vanoti uzowa kana zowa (n. Foolishness, folly, idiocy, lunacy) vachireva udzenga. Zvichida mazwi aha anotodzana nerinoti zobha.
  • Kikongo vanoti zowalala (v. dull, miserable, stupid). Sangho vanoti zoa (n. an island) kureva chitsuwa.