Zisengwe sezita
Mataridziko
Zisengwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Masengwe kana kuti sengwe rudzi rwedhadha.
- Munyika yaIshe Musana mune musha unonzi Zisengwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Hapasati pawanikwa mumwe mutauro weBantu unto sengwe - kureva dhadha.