Ziongo sezita
Mataridziko
Ziongo izita rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Herero inoti vonga kana onga (collect, gather up, heap up, accumulate) kureva kuunganidza.
- Herero vanoti omaongero (n. collection, gathering).
- Herero vanoti uongera (take care of, gather for).
- VaFwe vanoti ziongo (n. storage huts).