Zimbiru sezita
Mataridziko
Zimbiru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Fortunate Zimbiru; Brian Zimbiru; Angeline Zimbiru; Tinashe Zimbiru.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.