Svetuka kuchirochemo

Zengo sezita

Kubva Wikipedia

Zengo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Valentine Zengo; Zengo Zengo; Liliah Zengo; Happiness Zengo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti zengo (n. the proper or usual height (for — ), high or low water mark, pitch, highest or lowest pitch, line of limit in height or depth).
  • Kikongo inoti zengo (n. the lines of the tropics, the trajectory of a bullet, the proper elevation of a gun).