Svetuka kuchirochemo

Zengeya tsika

Kubva Wikipedia

Huzengeya (changebleness) zvinoreva munhu asina zano rakeake raanonatsa kumira naro imwe nguva ari munhu anoshanduka-shanduka mafungirozvichienderana kuti ari kutaura nani, kana kuti ndiyani amunyengetedza.

  • Chikwede (compliant person) munhu anongotevedzera zvaari kuudzwa asina kudzikama pachitsungo chimwe.