Zata sezita
Mataridziko
Zata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Aquiline Zata; Gillat Zata; Charmaine Zata.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.