Zanamwe
Mataridziko
Zanamwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Zita iri rinodudza kuti munhu akazvara mwana mumwe.
- Vanhu vane zita iri: Sharon Zanamwe; Runyararo Zanamwe, Kudakwashe Zanamwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.