Yurenyamu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Yurenyamu (Uranium) inhangande yemushonga ine chinanga U nenhamba yeatomu 92. Atomu reYurenyamu rine maProton 92 nemhodzigetsi 92. Yurenyamu inoita husasaradzi (radioactive) nokuti mhandonyina dzayo hadzina hudzidzinindi - not stable/steady.