Wutaunashe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Wutaunashe kana Utaunashe mazita remhuri anowanikwa muZimbabwe. Rimwe zita riri pedyo rinonzi Vutahwashe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti uta, wuta kana buta (give birth to) kureva kuzvara.
  • Mururimi rweKikongo vanoti ewuta (a bearing, a bringing forth) kureva kubereka kana kuzvara.
  • Vatauri veKikongo vanoti mawuta (child birth).
  • VaHerero vanoti uta (begin; found; invent; initiate; undertake; originate; commence anything).