Matumbwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuUtumbwa)

Matumbwa (Tribe, clan, family name) zvichireva rudzi, dzinza kana mhuri. Vamwe vanoti gavu??

  • Zvichida izwi rokuti matumbwa rinokwanisa kuturikira chinonzi nation kuEnglish?
  • Kutumbuka (blossom, to appear-of flowers, 2. To bud, to sprout, to shoot - of plant or seeds).
  • Kutumbura (to give birth) ndiko kuzvara, nyakutumbura ndivo Amai nyakubereka.
  • Dumbuti kana madumbuti (1. Shoot of tree; 2. Second-growth tree) zvichireva dungirwa. Svuura gavi padumbuti: strip bark for fibre off a young branch.
  • Dumbutsa (Rain that falls at the time crops should flower).
  • Dumba (birth hut) apa kureva imba yekuzvarira. Apa ndipo panobva mazwi anoti zita remudumba - kureva zita rakapiwa panguva iyo munhu akabuda mudumbu raAmai vake.
  • Dumbu (large crowd - isolated).
  • Matumburira (Abdomen, just below navel) chikamu chedumbu chiri zasi kweguvhu.
  • Chitumba (Small group) apa kureva chikwata chevanhu.