User:Tendayyi

Kubva Wikipedia

Kwazuvai mese mese kwamuri. Ndiri muZezuru ndaka berekerwa muZimbabwe guta re Harare. Ndiri kuda kubatsirawo kuchengetedza tsika nemagariro edu maZezuru. Kune avo vanoda uye vanodada nerudzi rwedu ndunokumbirawo kuti munyore zvamunowona kunge zvicharasika nekufamba kwenguva.