User:DelightChipunza

Kubva Wikipedia

Ndiri musikana ane makore 28 ekuzvarwa, ndakazvarirwa kuZimbabwe mugore ra 1993. Ndinofarira kuverenga, kunyora, kutsanangura, hurukuro nekuva neruzivo rwezvinhu zvakawanda.

Ndatoenda.