Ronzandimo

From Wikipedia
(Redirected from Uronzandimo)
Jump to: navigation, search

Mazwi anoti ronzandimo riri kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi agronomy kana agrology kuEnglish, chinova chidzidzo chinodudzira mashandisirwo evhu mubasa ekurima minda. Izwi rokuti agronomy rakaumbwa nemaviri anoti: agro kureva land, soil uye -nomy kutaura natural law.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Shoko rokuti kuronza (to tell, explain, relate) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. . Saka tikati ronzandimo zvinoreva kuti chidzidzo ichi chasvika pakajeka uye panonzwisisika maringe nemashandiro enhengo dzechikadzi. Shoko chairo richapfumbira harisati ranatsa kubuda pachena, parizvino Shoko rokuti ronzandimo rinodudzira zvimwechete nokuti durandimo.