Unenamabari

From Wikipedia
(Redirected from Ubarikire)
Jump to navigation Jump to search

Unenamabari (Genetics) chidzidzo chemabvumbo eropa, chinowongorora kufanana nekusiyana kuripo pakati pezvinyanhengo zvine hukama, izvi zvichibva pakupishingana kwenharaunda inoraramirwa nemabari ezvinorarama.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Chibaranye (Genome).
  • Baranyera (Genomics). (Genomics study of the structure, function, evolution, and mapping of genomes).
  • Mabari (Genes) - pahuwandu ndiro izwi rimwe.

Kupiwa kweZita[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).
  • Izwi rokuti mbari (kindred - one's family and relations) rinotaurwa mururimi rweGiryama kureva mhuri nehama.