Tunga sezita
Mataridziko
Tunga izita remhuri rinowanikwa kuCongo Kinshasa, Zimbabwe, neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Lloyd Tunga; Charles Tunga; Pedro Tunga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.