Tsumo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tsumo (idiom) zvirevo zvinotaurwa zvine hudzamu pakureva mashoko muchidimbu.


Muenzaniso yeTsumo[chinja | edit source]

  • Kare haagari ari kare.
  • Chembere mukadzi hazvienzani nokurara mugota.
  • Rukova rwizi, kuyambuka unotokwinya nguo.
  • Nhaka mbuya ndeye mombe, yemunhu inozvinonera.
  • Musande (A proverb or saying) zvichireva chirevo kana tsumo kuChiNdau.


  • Din'a kana madin'a (Figure of speech - parable, allegory; 2. Obscure allusion. Double-talk). kureva dimikira kana chibhende. Rega kuita din'a: speak plainly.