Svetuka kuchirochemo

Tsorayi sezita

Kubva Wikipedia

Tsorayi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Tsorayi; Chenai Tsorayi; Godwin Tsorayi; Fadzai Tsorayi.
  • Kutsoropodza, kushoropodza (criticize) zvinoreva kushora.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitaurp yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Digo vanoti tsola (to pick up) kureva kunhonga. Mamwe mazwi: tsola-tsola (to gather together people or things) kureva kuunganidza.
  • Digo inoti Mwanangu watsola makasi (My child found a pair of scissors) kureva - mwana wangu akanhonga chigero.
  • Digo inoti akatsola mawe (He picked up stones) kureva - akanhonga mabwe. Taita inoti kutsora (v. to write) kureva kunyora.
  • Taita vanoti kutsora kana kuandika (write) vachireva kunyora. Mamwe mazwi: mtsori kana mwandiki (writer) kureva munyori.