Tsiru

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tsiru, shopwa kana mhorombe imombe hadzi isati yabereka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti nala (adj. - red brown markings on an ox) rinotaurwa kuKalanga kureva mavara matsvuku ari pamombe. Zvichida izwi iri rinotodzanaa nokuti Nhara?
  • VaSwahili neVaDigo vanoti mtamba (heifer) kureva tsiru.
  • Mururimi rweHerero vanotaura izwi rokuti ongombe (n. cattle, ox, cow).
  • Mururimi rweHerero vanotaura izwi rokuti omurise (n. cattle herd) kureva mufudzi wemombe.