Tsimba sezita

Kubva Wikipedia

Tsimba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Bevan Tsimba; Tadiwa Tsimba; Rowland Tsimba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tsimba (n. genet - small animal having spotted sides & ringed tail).
  • Xilenge vanoti tsimba (n. a wild cat, leopard). Mamwe mazwi: tsimba (n. quiver - so called because it was made from tsimba skin).
  • VaTiriki vanoti imba kana tsimba pakuwanda (clod, lump of earth) kureva vhinga.
  • VaWanga vanoti tsimba (field dug up roughly for planting) kureva munda wakamanzwa pakutimbwa kuti udyarwe.