Svetuka kuchirochemo

Tsatse sezita

Kubva Wikipedia

Tsatse izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tariro Tsatse; France Tsatse; Judge Tsatse; Linda Tsatse.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti insase (n. Rays o f light, dazzling light, glitter, radiance). Fananidzai nokuti nyamatsatse.