Svetuka kuchirochemo

Tsarukanayi sezita

Kubva Wikipedia

Tsarukanayi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tsarukanai Dambanjera; Tsarukanai Madondo; Tsarukanayi Mawaro; Charles Tsarukanayi.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Tsarukana (to be or to make sure; to make up one's mind). Natsa kutsarukana - make up your mind and don't change. Handinatse kutsarukana kwandiri kuenda - I am not sure where I am going.
  • Zvakatsarukana kana yakatsarukana (that which is sure, established) zvichireva zvinhu zvine zvakadzikama pakusashanduka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Hadiyya inoti xarukko (vt. to clear). Hadiyya inoti maxarukko (v. to cut brances; to prune).
  • Hadiyya inoti maxarukko (v. to uncover; to reveal; dismantle completely; to disgrace; to degradate; to take off e.g. clothes).
  • Hadiyya inoti maxaramukko (vi. to be bared) kuiswa pachena. Mamwe mazwi: xaraancho (n. somebody who clears).